Socialite Shadaya Urges Young Men to Break Away From ‘Outdated’ Marriage Advice

> To my fellow young man:

> Haasi ese madhara anotaura atinofanirwa kuterera especially with regards to nyaya dzema relationship idzi. You need to remember amwe madhara aya ndiwo aiti

> ~ Happy wife, happy home … hanzi chero mukadzi achifara chete, apa ivo they were suffering. They apologized even vasina chavatadza

> ~ Suffered in silence because “real men don’t complain” … ndosaka uchiona madhara mazhinji iwaya paanongonzi aretire haapedze 5 years obva atofa, kushushwa ikoko

> ~ Allowed their wives to take all the credit for raising the children … now vakushamisika why vana vacho vasingavabate bhoo in their old age. Mwana aka visitor mari inopihwa moms, mudhara onzi mozokumbira muchembere.

> ~ Forgave cheating wives and concealed their infidelity … ndiwo madhara aiti ukahurirwa ripwa, hanzi unopihwa mombe. Hakuna hufuza hwakaita seuyo, saka mombe iyoyo uchitoitarisa uchiti ndakaiwana nekuti mukadzi wangu akasv*rwa neumwe murume

> ~ Had no control of their households … pamba kutozikanwa kunzi mai veapo ma1 vanopenga yet paine murume.

> We will not inherit the silence of our fathers.

> Some of these old men have no wisdom to offer you about relationships or marriages. They’re simps of yesterday who now think their grey hair has cured their stupidity

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *