Sir Wicknell Chivayo Gifts Toyota Aqua And US$2000 Pocket Money to Police Officer In A Viral Praying Video, Camera man also given $1000

WEEKEND LAUGHTER…I actually found this very funny because i always try imagine the huge numbers that kneel down and pray for me hence the only reason why my SUCCESS IS INEVITABLE…MAKA TANGIRWA NE DARE…REGERAI VAKOMANA…Ndaseka hangu kuti iwo ma skits akutobva even from respected government officials…Pane ZITA re kamwe ka Mukadzi ka NZENZA ramataura mu prayer yenyu OFFICER ipapo chete ndipo pa magona MA SPORTS ABVA APERA nekuti ikako ka BENZI kanofanira kugara kachi rwadziwa kusvika kapfidza 🤣😂🤣…Saka na izvozvo ndinoti makorokoto kwamuri munamato wenyu wabva wadairwa na Baba kudenga…Muku tamba ne muku sekwa ne ku tukwa muchi shorwa imomo kunzi azviitirei ndipo panoda Mwari vanobva vaburuka voti HONGU ✅️…Hanzi aita chake ihombarume vakomana yemuraiwo. Ini hangu ndino bvumirana nemi kuti POLICE OFFICER wedu we second republic haanganaiwe achienda kubasa kwete IZVOZVO NDA ZVI RAMBA…Nhasi izuva renyu mhanyai ku ENTERPRISE CAR SALES neku kurumidza munoona Madzibaba Chipaga chero NHASI CHAIYE mupihwe TOYOTA AQUA yenyu neku kurumidza mvura zvaya totanga kunaya kudai…Munoti Va Chipaga hanzi mundipewo ne ka 2000 usd pamusoro keku dira fuel kusvika rainy season yapera ne kamwe ka 1000 usd kekupawo CAMERAMAN azoshedzera kuti OFFICER ndanga ndichi recorder…NDATENDA…🎉🎊🎉🎊🎉

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *