ED Huchi rapist gets car from Chivhayo

A convicted rapist who was prematurely released from Prison after praising President Emmerson Mnangagwa last year has been given a car by controversial businessman Wicknell Chivhayo.

Below are the words of the rapist thanking Chivhayo for the gift.

Shoko rasvika kwandiri Baba vangu VA Bobby Makaza asi hamuna kuzotaura kuti ndino kuwanai kupi kana phone number dzenyu… Chokwadi huso hwenyu ndahu cherechedza uye matumira video makapfeka zvichena saka ndakurumidza kuwana rudo nemi sezvo ini ndiri Madzibaba…Muno kodzero yekuti ndukupei mari inoita iyo 10 thousand United States dollars uri musvo kana kuti Motokari ye rudzi rwe Toyota Aqua ne 2000 dollars cash pamusoro. Pazviviri muno sarudza chimwe chete chamunoda.

Munouyawo naiye atora video se munhu aku batsira ndinomupawo 1000 dollars yake asazo kunetsai ave kukumbira yenyu…

Chokwadi musangano waka simba zvakanyanyisa uye tichiri kufara neku pemberera ne mashoko aya. Ndino kumbirawo number dzenyu kana address ndikutsvagei nekukurumidza Baba vangu nekuti ndiri munhu asingade zvino nonoka…Ndatende hangu…ED HUCHI… Edelivers…Edworks…2030 ANENGE ARIPO…

 

 

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *